Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 10:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vaIsraeri vakachema kuna Jehovha vakati, “Takakutadzirai nokuti takarasa Mwari wedu uye tikashumira vaBhaari.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 10

Maonero Vatongi 10:10 akapoteredza