Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 1:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Adhoni Bhezeki akati, “Madzimambo makumi manomwe, vagurwa zvigunwe zvikuru zvomumaoko nezvigunwe zvikuru zvokumakumbo, vakanonga zvimedu zvezvokudya pasi petafura yangu. Zvino Mwari anditsiva pane zvandakaita kwavari.” Vakaenda naye kuJerusarema akandofira ikoko.

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 1

Maonero Vatongi 1:7 akapoteredza