Testamende Yekare

Testamende Itsva

Vatongi 1:10-12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

10. Vakaenda vakandorwa navaKenani vaigara muHebhuroni (rainzi Kiriati Abha kare) vakakunda Sheshai, Dhimani neTarimai.

11. Vachibva ipapo, vakaenda vakandorwa navanhu vaigara muDhebhiri (rainzi Kiriati Seferi kare.)

12. Uye Karebhu akati, “Ndichapa mwanasikana wangu Akisa kuti ave mukadzi kumurume acharwisa uye achatapa Kiriati Seferi.”

Verenga chitsauko zvakakwana Vatongi 1