Ndianiko uyo ari kuuya achibva kurenje akazendamira pamudiwa wake?Pasi pomuti womuapuro ndakakumutsa; ipapo mai vako vakakubereka, ipapo ivo vairwadziwa vakakubereka.