Testamende Yekare

Testamende Itsva

Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 7:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ngatimukirei kuminda yemizambiringa tindoona kana mizambiringa yakabukira, uye kana maruva awo azaruka, uye kana mitamba yatumbuka yava namaruva, ikoko ndiko kwandichakupa rudo rwangu.

Verenga chitsauko zvakakwana Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 7

Maonero Rwiyo Rukuru Rwasoromoni 7:12 akapoteredza