Testamende Yekare

Testamende Itsva

Rute 4:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndafunga kuti ndiise nyaya kwauri nokukupa zano rokuti utenge pamberi paavo vagere pano uye napamberi pavakuru vavanhu vangu. Kana uchida kuudzikinura, ita hako izvozvo. Asi kana usingadi, ndiudze, kuti ndigoziva. Nokuti hapana mumwe ane mvumo yokuzviita kunze kwako, uye ini ndini ndinokutevera.”Iye akati, “Ndichautenga.”

Verenga chitsauko zvakakwana Rute 4

Maonero Rute 4:4 akapoteredza