Testamende Yekare

Testamende Itsva

Rute 4:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakuru navose vaiva pasuo vakati, “Tiri zvapupu isu. Jehovha ngaaite kuti mukadzi ari kuuya mumusha mako ave saRakeri naRea, avo vakavaka pamwe chete imba yaIsraeri. Iwe dai ukasimudzirwa muEfurata uye ukava nomukurumbira muBheterehema.

Verenga chitsauko zvakakwana Rute 4

Maonero Rute 4:11 akapoteredza