Testamende Yekare

Testamende Itsva

Rute 2:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaritakura akaenda naro kuguta, vamwene vake vakaona kuti akanga aunganidza zvakadini. Rute akavigirawo vamwene vake zvaakanga asiya paakanga adya akaguta.

Verenga chitsauko zvakakwana Rute 2

Maonero Rute 2:18 akapoteredza