Testamende Yekare

Testamende Itsva

Rute 1:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva okutonga kwavatongi munyika makaita nzara, uye mumwe murume aibva kuBheterehema Judha, pamwe chete nomukadzi wake navanakomana vake vaviri, akaenda kundogara munyika yeMoabhu kwechinguva.

Verenga chitsauko zvakakwana Rute 1

Maonero Rute 1:1 akapoteredza