Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 7:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mafuta echipfuwo chinenge chawanikwa chakafa kana chabvamburwa nezvikara zvesango anogona kushandiswa pana mamwe mabasa asi hamufaniri kuadya.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 7

Maonero Revhitiko 7:24 akapoteredza