Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 5:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana kuti munhu akabata zvinhu zvipi zvazvo chisina kuchena, zvingava zvitunha zvemhuka dzesango dzisina kuchena, kana mombe isina kuchena, kana zvipuka zvisina kuchena zvinofamba pavhu, kunyange asingazvizivi, atova asina kuchena uye ane mhosva.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 5

Maonero Revhitiko 5:2 akapoteredza