Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 5:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana munhu akadarika uye akatadza nokusaziva maererano nezvinhu zvose zvitsvene zvaJehovha, anofanira kuuya kuna Jehovha nomuripo wegondohwe risina kuremara, uye rine muripo unokwanirana nesirivha, maererano neshekeri repanzvimbo tsveneb. Ichi chipiriso chezvivi.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 5

Maonero Revhitiko 5:15 akapoteredza