Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 5:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Asi, kana asingakwanisi kuuya nenjiva mbiri kana hangaiwa diki mbiri, anofanira kuuya nechipiriso chezvivi zvake chiri chegumi cheefaa youpfu hwakatsetseka sechipiriso chezvivi. Haafaniri kuisa mafuta kana zvinonhuwira pazviri nokuti chipiriso chechivi.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 5

Maonero Revhitiko 5:11 akapoteredza