Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 3:14-17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Kubva kune zvaanopa anofanira kupa kuna Jehovha chipiriso ichi chakaitwa nomoto, mafuta ose anofukidza zvose zvomukati kana zvakabatana nazvo,

15. itsvo mbiri namafuta ari padziri pedyo nechiuno neakafukidza chiropa, zvichabviswa pamwe chete neitsvo.

16. Vaprista vachazvipisa paaritari sezvokudya, chipiriso chinoitwa nomoto, chinonhuwira zvinofadza. Mafuta ose ndeaJehovha.

17. “ ‘Uyu murayiro usingaperi kumarudzi achatevera, kwose kwamuchagara: Hamufaniri kudya mafuta kana ropa.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 3