Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 25:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Jehovha akati kuna Mozisi pagomo reSinai,

2. “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda munyika yandichakupai, nyika pachayo inofanira kucherechedza sabata kuna Jehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 25