Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 24:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ani naani anotuka zita raJehovha anofanira kuurayiwa. Ungano yose inofanira kumutaka namabwe. Kunyange ari mutorwa kana chizvarwa chenyu, akatuka Zita raJehovha anofanira kuurayiwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 24

Maonero Revhitiko 24:16 akapoteredza