Munofanira kuitira Jehovha mutambo uyu kwamazuva manomwe gore negore. Uyu unofanira kuva murayiro unogara nokusingaperi kumarudzi achauya; muupemberere mumwedzi wechinomwe.