Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 20:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana murume akawana hanzvadzi yake mwanasikana wababa vake, kana kuti wamai vake, uye vakavata vose, ichi chinyadziso. Vanofanira kubviswa pamberi pameso avanhu vokwavo. Azvidza hanzvadzi yake uye achava nemhosva.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 20

Maonero Revhitiko 20:17 akapoteredza