Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 2:14-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. “ ‘Kana uchiuyisa chipiriso chezviyo zvokutanga kuna Jehovha upe hura dzezviyo zvitsva zvakakangwa pamoto uye zvakakuyiwa.

15. Uise mafuta nezvinonhuwira pazviri, chipiriso chezviyo.

16. Muprista achapisa chikamu chechirangaridzo chezviyo zvakakuyiwa, namafuta, pamwe chete nezvose zvinonhuwira, sechipiriso chinoitirwa Jehovha nomoto.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 2