Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 18:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Usasangana nomukadzi pamwe chete nomwanasikana wake. Usasangana nomwanasikana womwanakomana wake kana mwanasikana womwanasikana wake; ihama dzake dzepedyo. Zvakaipa izvozvo.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 18

Maonero Revhitiko 18:17 akapoteredza