Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 15:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Kana mukadzi ano kuerera kweropa kwamazuva akawanda panguva isiri yokuva kwake kumwedzi kana kuti akava nokuerera kunoenderera kupfuura nguva yake yokuva kumwedzi kwake, achava asina kuchena kwenguva yaanobuda ropa sapamazuva ake okuva kumwedzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 15

Maonero Revhitiko 15:25 akapoteredza