Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 14:54-57 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

54. Iyi ndiyo mirayiro yechirwere chamaperembudzi, kuswinya,

55. maperembudzi pamucheka kana mumba,

56. uye kuzvimba, kufunuka, kana gwapa rakacheneruka,

57. kuti mugoziva kuti chinhu chakachena kana kuti hachina kuchena. Iyi ndiyo mirayiro yezvirwere zvinotapuriranwa zvamaperembudzi.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 14