Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 14:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kuongorora maperembudzi ari mumadziro eimba uye kana ane mavara akapinda akaita soruvara rwezerere kana matsvuku akaita saakapinda mukati mamadziro,

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 14

Maonero Revhitiko 14:37 akapoteredza