Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana ani naani akazvimba kana ane tumapundu kana chivara chichena paganda rake chinogona kunge chiri chirwere chinotapukira anofanira kuuyiswa kuna Aroni muprista kana kuno mumwe wavanakomana vake muprista.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 13

Maonero Revhitiko 13:2 akapoteredza