Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 12:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kana asingakwanisi kuuya negwayana, anofanira kuuya nenjiva mbiri kana hangaiwa diki mbiri, imwe yechipiriso chinopiswa imwe yechipiriso chechivi. Nenzira iyi muprista achamuyananisira uye achava akachena.’ ”

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 12

Maonero Revhitiko 12:8 akapoteredza