Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akati kuna Aroni navanakomana vake, Ereazari naItamari, “Musarega bvudzi renyu risina kukamiwa uye musabvarura nguo dzenyu nokuti mungafa, Mwari akatsamwira ungano yose. Asi hama dzenyu, imba yose yaIsraeri, vanogona kuchema avo vakaparadzwa nomoto naJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 10

Maonero Revhitiko 10:6 akapoteredza