Testamende Yekare

Testamende Itsva

Revhitiko 10:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi iwe navanakomana vako navanasikana vako, munogona kudya chityu chakaninirwa nebandauko rakakumikidzwa. Zvidyei munzvimbo yakacheneswa; izvi zvakapiwa kwauri navana vako somugove wenyu wezvipiriso zvokuwadzana zvavana vaIsraeri.

Verenga chitsauko zvakakwana Revhitiko 10

Maonero Revhitiko 10:14 akapoteredza