Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 9:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

vakati kuna Mozisi, “Isu tava vasina kuchena nokuda kwechitunha, asi tinodzivisirweiko kuvigira Jehovha chipiriso pamwe chete navamwe vaIsraeri panguva yakatarwa?”

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 9

Maonero Numeri 9:7 akapoteredza