Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi kana munhu akachena uye asiri parwendo akakundikana kupemberera Pasika, munhu uyo anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake nokuti haana kuvigira Jehovha chipiriso panguva yakatarwa. Munhu uyo achatakura zvivi zvake.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 9

Maonero Numeri 9:13 akapoteredza