Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 7:79 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chipiriso chake chakanga chiri chendiro imwe chete yesirivha yairema mashekeri zana namakumi matatu, nembiya yesirivha yokusasa imwe chete yairema mashekeri makumi manomwe zvose zviri zviviri zvizere noupfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa namafuta sechipiriso chezviyo;

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:79 akapoteredza