Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 7:59 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye nzombe mbiri, makondohwe mashanu, nhongo shanu uye makwayana makono mashanu egore rimwe chete, kuti zvizobayirwa sechipiriso chokuwadzana. Ichi ndicho chakanga chiri chipiriso chaGamarieri mwanakomana waPedhazuri.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:59 akapoteredza