Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 7:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chipiriso chake chakanga chiri chendiro yesirivha yairema mashekeri zana namakumi matatu, uye mbiya yesirivha yokusasa imwe chete yairema mashekeri makumi manomwe zvose zviri zviviri maererano neshekeri renzvimbo tsvene, zvose zviri zviviri zvakanga zvizere noupfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa namafuta sechipiriso chezviyo,

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:49 akapoteredza