Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 7:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chipiriso chake chakanga chiri chendiro yesirivha yairema mashekeri zana namakumi matatu, uye mbiya imwe chete yokusasa yesirivha yairema mashekeri makumi manomwe, zvose zviri zviviri maererano neshekeri renzvimbo tsvene, zvose zviri zviviri zvakanga zvizere noupfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa namafuta sechipiriso chechivi;

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:25 akapoteredza