Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 7:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chipiriso chaakauya nacho chakanga chiri chendiro yesirivha yairema mashekeri zana namakumi matatu, uye mbiya imwe chete yokusasa yesirivha yairema makumi manomwe amashekeri, zvose zviri zviviri zvaiva zvizere noupfu hwakatsetseka hwakavhenganiswa namafuta sechipiriso chezviyo, maererano neshekeri renzvimbo tsvene;

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 7

Maonero Numeri 7:19 akapoteredza