Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 4:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mabasa avo ose kungava kutakura kana kuita rimwe basa, zvinofanira kuitwa nokurayira kwaAroni navanakomana vake. Muchavatuma sebasa ravo zvose zvavanofanira kutakura.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 4

Maonero Numeri 4:27 akapoteredza