Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 4:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mushure mokunge Aroni navanakomana vake vapedza kufukidza midziyo yose mitsvene, uye kana vava kusimuka, vaKohati ndivo vanofanira kuuya kuzotakura. Asi havafaniri kubata zvinhu zvitsvene, kuti varege kufa. VaKohati ndivo vanofanira kutakura zvinhu zviri muTende Rokusangana.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 4

Maonero Numeri 4:15 akapoteredza