Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 34:16-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

16. Jehovha akati kuna Mozisi,

17. “Aya ndiwo mazita avarume vanofanira kukugoverai nyika senhaka yenyu: Ereazari muprista naJoshua mwanakomana waNuni.

18. Uye ugadze mutungamiri mumwe chete kubva kurudzi rumwe norumwe kuti vabatsire pakugova nyika.

19. Aya ndiwo mazita avo: Karebhu mwanakomana waJefune, kubva kurudzi rwaJudha;

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 34