Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 32:39-42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

39. Zvizvarwa zvaMakiri mwanakomana waManase vakaenda kuGireadhi, vakaritapa vakadzinga vaAmori vakanga varimo.

40. Saka Mozisi akapa Gireadhi kuvaMakiri, zvizvarwa zvaManase, ivo vakagara ikoko.

41. Jairi, chizvarwa chaManase, akakunda misha yaro akaitumidza kuti Havhoti Jairi.

42. Uye Nobha akakunda Kenati nenzvimbo dzakaripoteredza akaritumidza kuti Nobha zita rake.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 32