Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 32:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Nokuda kwokuti havana kunditevera nomwoyo wose, hakuna mumwe wavo ane makore makumi maviri kana anodarika akabuda munyika yeIjipiti achaona nyika yandakanga ndavimbisa nemhiko kuna Abhurahama, Isaka naJakobho,

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 32

Maonero Numeri 32:11 akapoteredza