Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 31:43-45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

43. hafu yeungano, yaiva makwai zviuru mazana matatu namakumi matatu namanomwe, namazana mashanu,

44. mombe zviuru makumi matatu, nezvitanhatu,

45. mbongoro dzaiva zviuru makumi matatu, namazana mashanu

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 31