Hafu yomugove wavaya vakarwa muhondo yaiva:makwai zviuru mazana matatu namakumi matatu nezvinomwe, namazana mashanu,