Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 3:14-16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

14. Jehovha akati kuna Mozisi ari murenje reSinai,

15. “Verenga vaRevhi nemhuri dzavo uye nedzimba dzavo. Uverenge vanhurume vose vane mwedzi mumwe chete kana kupfuura pakuberekwa.”

16. Saka Mozisi akavaverenga. Sezvaakanga arayirwa neshoko raJehovha.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 3