Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 3:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Iyi ndiyo nhoroondo yemhuri yaAroni naMozisi panguva iyo Jehovha akataura naMozisi paGomo reSinai.

2. Mazita avanakomana vaAroni aiva Nadhabhi dangwe rake, naAbhihu, naEreazari naItamari.

3. Ndiwo akanga ari mazita avanakomana vaAroni, ivo vaprista vakazodzwa, vakanga vagadzwa kuti vashumire savaprista.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 3