Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 29:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chinopiswa chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho chezviyo uye chipiriso chokunwa.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 29

Maonero Numeri 29:34 akapoteredza