Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 28:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamwe chete nehando imwe neimwe, panofanira kuva nechipiriso chokunwa chehafu yehini yewaini; pamwe chete negondohwe, chetatu chehinie; uye pamwe chete negwayana rimwe nerimwe, chikamu chimwe chete muzvina chehinif. Ichi ndicho chipiriso chinopiswa chomwedzi mumwe nomumwe chinofanira kupiwa pakugara kwomwedzi mumwe nomumwe pagore.

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 28

Maonero Numeri 28:14 akapoteredza