uye vanakomana vaEriabhu vakanga vari Nemueri, Dhatani naAbhiramu. Dhatani naAbhiramu ndivo machinda eungano aya akamukira Mozisi naAroni uye vakanga vari pakati pavateveri vaKora pavakamukira Jehovha.