13. Zera, kwakabva mhuri yavaZera. Shauri kwakabva mhuri yavaShauri.
14. Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaSimeoni; pakanga pana varume zviuru makumi maviri nezviviri namazana maviri.
15. Zvizvarwa zvaGadhi nemhuri dzavo zvaiva: Zofani, kwakabva mhuri yavaZofani; Hagi, kwakabva mhuri yavaHagi; Shumi, kwakabva mhuri yavaShumi;
16. Ozini, kwakabva mhuri yavaOzini; Eri, kwakabva mhuri yavaEri;
17. Arodhi, kwakabva mhuri yavaArodhi; Areri kwakabva mhuri yavaAreri.