Mvura ichayerera ichibva muzvirongo zvavo; mbeu dzavo dzichawana mvura yakawanda.“Mambo wavo achava mukuru kupinda Agagi; umambo hwavo huchasimudzirwa.