Ipapo Bharamu akaona Amareki uye akataura chirevo chake achiti,“Amareki akanga ari wokutanga pakati pendudzi, asi pakupedzisira achaparadzwa.”