Testamende Yekare

Testamende Itsva

Numeri 24:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino Bharamu akati aona kuti zvinofadza Jehovha kuti aropafadze Israeri, haana kuzoita zvouroyi sepane dzimwe nguva, asi akaringisa chiso chake kurenje.

2. Bharamu akati atarisa kunze akaona vaIsraeri vagere pamusasa, rudzi norudzi, Mweya waMwari wakauya pamusoro pake

Verenga chitsauko zvakakwana Numeri 24